1 VaKorinde 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Uyewo pane izvi, chinotsvakwa muvatariri+ ndechokuti munhu awanikwe akatendeka.+ VaHebheru 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Somushandi,+ Mosesi akanga akatendeka muimba yose yaIyeye kuti zvive uchapupu hwezvinhu zvaizotaurwa pashure,+
5 Somushandi,+ Mosesi akanga akatendeka muimba yose yaIyeye kuti zvive uchapupu hwezvinhu zvaizotaurwa pashure,+