Mako 14:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Vakatanga kushungurudzwa uye mumwe nomumwe akati kwaari: “Ndini here?”+ Johani 13:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Vadzidzi vakatanga kutarirana, vachishaya kuti akanga achitaura izvi pamusoro paani.+