Mateu 26:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Vashungurudzwa kwazvo neizvi, mumwe nomumwe wavo akatanga kuti kwaari: “Ishe, ndini here?”+ Ruka 22:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Naizvozvo vakatanga kutaurirana nyaya yokuti chokwadi ndiani wavo akanga ava kuda kuita izvi.+