RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 10:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 “Unofanira kutya Jehovha Mwari wako.+ Umushumire,+ unamatire kwaari,+ uye upike mhiko nezita rake.+

  • Joshua 24:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “Zvino ityai Jehovha+ mumushumire musina mhosva uye muchokwadi,+ bvisai vanamwari vakashumirwa nemadzitateguru enyu mhiri kwoRwizi nomuIjipiti,+ mushumire Jehovha.

  • Ruka 4:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Achipindura, Jesu akati kwaari: “Zvakanyorwa kuti, ‘Jehovha Mwari wako+ ndiye waunofanira kunamata, uye ndiye oga waunofanira kuitira basa dzvene.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe