Ruka 22:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Paakabuda, akaenda kuGomo reMiorivhi sezvaaigara achiita; uye vadzidzi vakamuteverawo.+ Johani 18:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ataura zvinhu izvi, Jesu akabuda nevadzidzi vake akayambukira mhiri kworukova rwomuchando rwaKidroni+ kwakanga kuine munda, uye iye nevadzidzi vake vakapinda mauri.+
18 Ataura zvinhu izvi, Jesu akabuda nevadzidzi vake akayambukira mhiri kworukova rwomuchando rwaKidroni+ kwakanga kuine munda, uye iye nevadzidzi vake vakapinda mauri.+