Mateu 26:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Pakupedzisira, pashure pokunge vaimba nziyo dzokurumbidza,+ vakabuda vakaenda kuGomo reMiorivhi.+ Mako 14:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Pakupedzisira, pashure pokunge vaimba nziyo dzokurumbidza,+ vakabuda vakaenda kuGomo reMiorivhi.+ Johani 18:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ataura zvinhu izvi, Jesu akabuda nevadzidzi vake akayambukira mhiri kworukova rwomuchando rwaKidroni+ kwakanga kuine munda, uye iye nevadzidzi vake vakapinda mauri.+
18 Ataura zvinhu izvi, Jesu akabuda nevadzidzi vake akayambukira mhiri kworukova rwomuchando rwaKidroni+ kwakanga kuine munda, uye iye nevadzidzi vake vakapinda mauri.+