Isaya 53:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Akazvidzwa uye akarambwa nevanhu,+ iye munhu akaitirwa marwadzo uye kuziva zvirwere.+ Zvakaita sokuti akativanzira chiso chake.+ Akazvidzwa, uye takamuita asingakoshi.+ Mako 14:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Zvino akaenda pamwe chete naPetro naJakobho naJohani,+ uye akatanga kudumbirwa uye kunetseka kwazvo.+
3 Akazvidzwa uye akarambwa nevanhu,+ iye munhu akaitirwa marwadzo uye kuziva zvirwere.+ Zvakaita sokuti akativanzira chiso chake.+ Akazvidzwa, uye takamuita asingakoshi.+
33 Zvino akaenda pamwe chete naPetro naJakobho naJohani,+ uye akatanga kudumbirwa uye kunetseka kwazvo.+