RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 19:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 “Chapupu chimwe chete hachifaniri kupupurira munhu pamusoro pokukanganisa chero kupi zvako kana kuti chero chivi chipi zvacho,+ kana achinge aita chero chivi chipi zvacho. Nyaya yacho inofanira kusimbiswa kana papupurirwa nezvapupu zviviri kana papupurirwa nezvapupu zvitatu.+

  • Pisarema 27:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Musandiisa kumweya wemhandu dzangu;+

      Nokuti zvapupu zvenhema zvandimukira,+

      Naiye anobudisa chisimba.+

  • Pisarema 35:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Zvapupu zvinoita zvechisimba zvinosimuka;+

      Zvinondibvunza zvandisingazivi.+

  • Mako 14:57
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 57 Uyewo, vamwe vakanga vachisimuka, vachimupupurira zvenhema, vachiti:

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe