1 Samueri 14:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Vanhu vaiva mumusasa waiva mumunda nevanhu vose veboka revarwi vanorinda vakabva vadedera;+ uye uto revapambi+ rakadedera, kunyange ivo, uye nyika yakatanga kudengenyeka,+ kukava kudedera kwakabva kuna Mwari.+
15 Vanhu vaiva mumusasa waiva mumunda nevanhu vose veboka revarwi vanorinda vakabva vadedera;+ uye uto revapambi+ rakadedera, kunyange ivo, uye nyika yakatanga kudengenyeka,+ kukava kudedera kwakabva kuna Mwari.+