Maraki 4:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Tarirai! Ndichakutumirai muprofita Eriya+ zuva guru nerinotyisa raJehovha risati rasvika.+ Mateu 17:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvisinei, vadzidzi vakamubvunza kuti: “Saka nei vanyori vachiti Eriya anofanira kutanga kuuya?”+ Mateu 17:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvisinei, ndinoti kwamuri, Eriya akatouya uye havana kumuziva asi vakamuitira zvinhu zvavakanga vachida. Saizvozvowo Mwanakomana womunhu anofanira kutambura pamaoko avo.”+
12 Zvisinei, ndinoti kwamuri, Eriya akatouya uye havana kumuziva asi vakamuitira zvinhu zvavakanga vachida. Saizvozvowo Mwanakomana womunhu anofanira kutambura pamaoko avo.”+