Mateu 12:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Achiri kutaura nemapoka evanhu, tarira! amai vake nevanun’una vake+ vakamira kunze vachitsvaka kutaura naye. Johani 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Pashure peizvi iye naamai vake nevanun’una+ nevadzidzi vake vakaburukira kuKapenaume,+ asi havana kugara ikoko mazuva mazhinji. Mabasa 1:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ivava vose vairamba vachinyengetera+ nomwoyo mumwe, pamwe chete nevamwe vakadzi+ naMariya amai vaJesu nevanun’una vake.+ 1 VaKorinde 9:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Hatina kodzero yokufamba nehanzvadzi somudzimai here,+ sezvinoita vamwe vaapostora vose nevanun’una vaShe+ naKefasi?+ VaGaratiya 1:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi hapana nomumwewo zvake wevaapostora wandakaona, kunze kwaJakobho+ munun’una+ waShe.
46 Achiri kutaura nemapoka evanhu, tarira! amai vake nevanun’una vake+ vakamira kunze vachitsvaka kutaura naye.
12 Pashure peizvi iye naamai vake nevanun’una+ nevadzidzi vake vakaburukira kuKapenaume,+ asi havana kugara ikoko mazuva mazhinji.
14 Ivava vose vairamba vachinyengetera+ nomwoyo mumwe, pamwe chete nevamwe vakadzi+ naMariya amai vaJesu nevanun’una vake.+
5 Hatina kodzero yokufamba nehanzvadzi somudzimai here,+ sezvinoita vamwe vaapostora vose nevanun’una vaShe+ naKefasi?+