Mako 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino zvakasvika munzeve dzaMambo Herodhi, nokuti zita raJesu rakazivikanwa navose, uye vanhu vakanga vachiti: “Johani mubhabhatidzi amutswa kubva kuvakafa, uye nokuda kwaizvozvo ari kukwanisa kuita mabasa esimba.”+ Ruka 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino Herodhi mutongi woruwa akanzwa nezvezvinhu zvose zvakanga zvichiitika, akavhiringidzika kwazvo nokutaurwa kwazvaiitwa nevamwe kuti Johani akanga amutswa kubva kuvakafa,+ Mabasa 4:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Kunyange zvakadaro, Herodhi naPondiyo Pirato+ nevanhu vemamwe marudzi nevanhu vaIsraeri vakaungana muguta rino kuti varwe nomushandi wenyu mutsvene+ Jesu, wamakazodza,+
14 Zvino zvakasvika munzeve dzaMambo Herodhi, nokuti zita raJesu rakazivikanwa navose, uye vanhu vakanga vachiti: “Johani mubhabhatidzi amutswa kubva kuvakafa, uye nokuda kwaizvozvo ari kukwanisa kuita mabasa esimba.”+
7 Zvino Herodhi mutongi woruwa akanzwa nezvezvinhu zvose zvakanga zvichiitika, akavhiringidzika kwazvo nokutaurwa kwazvaiitwa nevamwe kuti Johani akanga amutswa kubva kuvakafa,+
27 Kunyange zvakadaro, Herodhi naPondiyo Pirato+ nevanhu vemamwe marudzi nevanhu vaIsraeri vakaungana muguta rino kuti varwe nomushandi wenyu mutsvene+ Jesu, wamakazodza,+