Mateu 17:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Kwapera mazuva matanhatu, Jesu akaenda naPetro naJakobho naJohani munun’una wake, akakwira navo mugomo refu refu vari voga.+ Mateu 26:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Zvino achienda naPetro nevanakomana vaviri+ vaZebhedhi, akatanga kushungurudzika uye kunetseka kwazvo.+
17 Kwapera mazuva matanhatu, Jesu akaenda naPetro naJakobho naJohani munun’una wake, akakwira navo mugomo refu refu vari voga.+
37 Zvino achienda naPetro nevanakomana vaviri+ vaZebhedhi, akatanga kushungurudzika uye kunetseka kwazvo.+