Revhitiko 18:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “‘Usafukura mudzimai womunun’una wako.+ Zvakafanana nokufukura munun’una wako. Revhitiko 20:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Kana murume akatora mudzimai womunun’una wake, icho chinhu chinosemesa.+ Afukura munun’una wake. Havafaniri kuva nomwana. Mateu 14:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti Johani akanga ave achiti kwaari: “Hazvibvumirwi nomutemo kuti imi muve naye.”+ VaHebheru 13:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kuroorana ngakukudzwe navose, mubhedha wevakaroorana ngaurege kusvibiswa,+ nokuti Mwari achatonga zvifeve nemhombwe.+
21 Kana murume akatora mudzimai womunun’una wake, icho chinhu chinosemesa.+ Afukura munun’una wake. Havafaniri kuva nomwana.
4 Kuroorana ngakukudzwe navose, mubhedha wevakaroorana ngaurege kusvibiswa,+ nokuti Mwari achatonga zvifeve nemhombwe.+