Mateu 10:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 asi munhu wose anondiramba pamberi pevanhu, iniwo ndichamuramba+ pamberi paBaba vangu vari kumatenga. Mateu 16:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Nokuti Mwanakomana womunhu anofanira kuuya ari mukubwinya kwaBaba vake aine ngirozi dzake, uye achabva aripira mumwe nomumwe maererano nomufambiro wake.+ Ruka 9:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nokuti munhu wose anonyara ini nemashoko angu, Mwanakomana womunhu achanyara munhu iyeye, paanosvika ari mukubwinya kwake nokuya kwaBaba nokwengirozi tsvene.+ Ruka 12:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi iye anondiramba+ pamberi pevanhu acharambwawo pamberi pengirozi dzaMwari.+ VaRoma 1:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti handinyari+ nemashoko akanaka; iwo chokwadi, isimba raMwari+ rinoponesa kumunhu wose anotenda,+ kutanga, kumuJudha+ uyewo kumuGiriki;+ 2 Timoti 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo usanyara kupupurira Ishe wedu,+ kana ini musungwa nokuda kwake,+ asi tamburawo+ nezvinhu zvakaipa nokuda kwemashoko akanaka maererano nesimba raMwari.+
33 asi munhu wose anondiramba pamberi pevanhu, iniwo ndichamuramba+ pamberi paBaba vangu vari kumatenga.
27 Nokuti Mwanakomana womunhu anofanira kuuya ari mukubwinya kwaBaba vake aine ngirozi dzake, uye achabva aripira mumwe nomumwe maererano nomufambiro wake.+
26 Nokuti munhu wose anonyara ini nemashoko angu, Mwanakomana womunhu achanyara munhu iyeye, paanosvika ari mukubwinya kwake nokuya kwaBaba nokwengirozi tsvene.+
16 Nokuti handinyari+ nemashoko akanaka; iwo chokwadi, isimba raMwari+ rinoponesa kumunhu wose anotenda,+ kutanga, kumuJudha+ uyewo kumuGiriki;+
8 Naizvozvo usanyara kupupurira Ishe wedu,+ kana ini musungwa nokuda kwake,+ asi tamburawo+ nezvinhu zvakaipa nokuda kwemashoko akanaka maererano nesimba raMwari.+