Mateu 10:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Musatya+ vaya vanouraya muviri asi vasingagoni kuuraya mweya; asi ityai iye+ anogona kuparadza mweya nomuviri muGehena.+ Mateu 23:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 “Nyoka, vana venyoka,+ muchatiza sei kutonga kweGehena?+ Ruka 12:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi ndichakuratidzai wokutya: Ityai iye+ anoti kana auraya ane simba rokukanda muGehena.+ Chokwadi, ndinokuudzai, ityai+ Iyeyu.
28 Musatya+ vaya vanouraya muviri asi vasingagoni kuuraya mweya; asi ityai iye+ anogona kuparadza mweya nomuviri muGehena.+
5 Asi ndichakuratidzai wokutya: Ityai iye+ anoti kana auraya ane simba rokukanda muGehena.+ Chokwadi, ndinokuudzai, ityai+ Iyeyu.