Mateu 9:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Jesu akati kwavari: “Shamwari dzomuroori dzine chikonzero chokuchema here chero bedzi muroori+ achiri nadzo? Asi mazuva achauya padzichatorerwa muroori,+ uye idzo dzichabva dzatsanya.+ Ruka 5:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Asi chokwadi mazuva achauya padzichatorerwa+ muroori;+ idzo dzichabva dzatsanya mumazuva iwayo.”+ Ruka 17:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino akati kuvadzidzi: “Mazuva achauya pamuchada kuona rimwe remazuva oMwanakomana womunhu asi hamuzorioni.+
15 Jesu akati kwavari: “Shamwari dzomuroori dzine chikonzero chokuchema here chero bedzi muroori+ achiri nadzo? Asi mazuva achauya padzichatorerwa muroori,+ uye idzo dzichabva dzatsanya.+
22 Zvino akati kuvadzidzi: “Mazuva achauya pamuchada kuona rimwe remazuva oMwanakomana womunhu asi hamuzorioni.+