-
Dhanieri 9:27Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
27 “Iye achaita kuti sungano+ irambe iine simba nokuda kwevazhinji kwevhiki imwe chete;+ uye pakati pevhiki yacho achagumisa chibayiro nechipo chinopiwa.+
“Pabapiro rezvinhu zvinonyangadza pachange paine anoita kuti pave nokuparadza;+ uye chinhu chakasarudzwa chicharamba chichidururirwa pana iye akaitwa dongo kusvikira pakuparadzwa chose.”+
-