RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 31:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 “Tarirai! Mazuva achauya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “andichaita sungano itsva+ neimba yaIsraeri+ uye neimba yaJudha;+

  • Jeremiya 32:40
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 40 Ndichaita navo sungano inogara nokusingagumi,+ yandisingazobvisi pashure pavo, kuti ndivaitire zvakanaka;+ uye ndichaita kuti vanditye mumwoyo mavo kuti varege kutsauka vachibva kwandiri.+

  • 2 VaKorinde 3:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 uyo chokwadi akaita kuti tive vanonyatsokwanisa kuti tive vashumiri vesungano+ itsva yomudzimu,+ kwete yebumbiro remitemo rakanyorwa;+ nokuti bumbiro remitemo rakanyorwa rinotongera+ kufa, asi mudzimu unoraramisa.+

  • VaHebheru 7:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 saizvozvowo Jesu akava uya akapiwa sechokumbofanobata chesungano iri nani.+

  • VaHebheru 8:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 nokuti iye anowanira vanhu mhosva paanoti: “‘Tarirai! Mazuva achauya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘andichaita sungano itsva+ neimba yaIsraeri uye neimba yaJudha;

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe