Mateu 26:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 nokuti iyi inomirira+ ‘ropa rangu+ resungano,’+ richadururirwa vazhinji+ nokuda kwokukanganwirwa zvivi.+ Mako 14:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Iye akati kwavari: “Iyi inomirira ‘ropa+ rangu resungano,’+ richadururirwa+ vazhinji.+ Ruka 22:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Akatorawo kapu+ sezvaakanga amboita vapedza kudya kwemanheru, achiti: “Kapu iyi inomirira sungano+ itsva muropa rangu,+ ramuchadururirwa.+ 1 VaKorinde 11:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Akaitawo saizvozvo nekapu,+ paakanga apedza kudya kwemanheru, achiti: “Kapu iyi inomirira sungano itsva+ muropa rangu.+ Rambai muchiita izvi, nguva dzose pamunonwira mairi, muchindiyeuka.”+ VaHebheru 8:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nokuti iye anowanira vanhu mhosva paanoti: “‘Tarirai! Mazuva achauya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘andichaita sungano itsva+ neimba yaIsraeri uye neimba yaJudha; VaHebheru 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “‘Iyi ndiyo sungano yandichaita navo pashure pemazuva iwayo,’ ndizvo zvinotaura Jehovha. ‘Ndichaisa mitemo yangu mumwoyo mavo, uye ndichainyora mupfungwa dzavo,’”+
28 nokuti iyi inomirira+ ‘ropa rangu+ resungano,’+ richadururirwa vazhinji+ nokuda kwokukanganwirwa zvivi.+
20 Akatorawo kapu+ sezvaakanga amboita vapedza kudya kwemanheru, achiti: “Kapu iyi inomirira sungano+ itsva muropa rangu,+ ramuchadururirwa.+
25 Akaitawo saizvozvo nekapu,+ paakanga apedza kudya kwemanheru, achiti: “Kapu iyi inomirira sungano itsva+ muropa rangu.+ Rambai muchiita izvi, nguva dzose pamunonwira mairi, muchindiyeuka.”+
8 nokuti iye anowanira vanhu mhosva paanoti: “‘Tarirai! Mazuva achauya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘andichaita sungano itsva+ neimba yaIsraeri uye neimba yaJudha;
16 “‘Iyi ndiyo sungano yandichaita navo pashure pemazuva iwayo,’ ndizvo zvinotaura Jehovha. ‘Ndichaisa mitemo yangu mumwoyo mavo, uye ndichainyora mupfungwa dzavo,’”+