Mateu 26:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Rambai makarinda+ murambe muchinyengetera,+ kuti murege kupinda mumuedzo.+ Chokwadi, mudzimu unoda, asi nyama haina simba.”+ Mako 14:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Rambai makarinda muchinyengetera,+ kuti murege kupinda mumuedzo. Chokwadi, mudzimu unoda, asi nyama haina simba.”+ Ruka 22:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 uye akati kwavari: “Muri kurarirei? Mukai murambe muchinyengetera, kuti murege kupinda mumuedzo.”+
41 Rambai makarinda+ murambe muchinyengetera,+ kuti murege kupinda mumuedzo.+ Chokwadi, mudzimu unoda, asi nyama haina simba.”+
38 Rambai makarinda muchinyengetera,+ kuti murege kupinda mumuedzo. Chokwadi, mudzimu unoda, asi nyama haina simba.”+
46 uye akati kwavari: “Muri kurarirei? Mukai murambe muchinyengetera, kuti murege kupinda mumuedzo.”+