Pisarema 119:166 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 166 Ndakatarisira ruponeso rwenyu, haiwa Jehovha,+Uye ndakaita mirayiro yenyu.+ Isaya 40:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 “Nyaradzai, nyaradzai vanhu vangu,” anodaro Mwari wenyu.+ Isaya 49:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Shevedzerai muchifara, imi matenga,+ uye fara, iwe nyika.+ Makomo ngaafare nokushevedzera kwokufara.+ Nokuti Jehovha anyaradza vanhu vake,+ uye anonzwira tsitsi vanhu vake vanotambudzika.+
13 Shevedzerai muchifara, imi matenga,+ uye fara, iwe nyika.+ Makomo ngaafare nokushevedzera kwokufara.+ Nokuti Jehovha anyaradza vanhu vake,+ uye anonzwira tsitsi vanhu vake vanotambudzika.+