Isaya 2:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Vanhu vachapinda mumapako ematombo nomumakomba ari muvhu nokuda kwokutyisa kwaJehovha uye nokuda kwoukuru hwake hwakanaka kwazvo,+ paanosimuka kuti nyika izununguke.+ Hosiya 10:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nzvimbo dzakakwirira dzokuBheti-avheni,+ icho chivi chaIsraeri,+ dzichatsakatiswa. Minzwa norukato+ zvichamera paatari dzavo.+ Vanhu vachati kumakomo, ‘Tifukidzei!’ nokuzvikomo, ‘Tiwirei!’+ Zvakazarurwa 6:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Vakaramba vachiti kumakomo nokumatombo makuru: “Tiwirei+ mutivanze pachiso chaIye agere pachigaro choumambo+ nepahasha dzeGwayana,+
19 Vanhu vachapinda mumapako ematombo nomumakomba ari muvhu nokuda kwokutyisa kwaJehovha uye nokuda kwoukuru hwake hwakanaka kwazvo,+ paanosimuka kuti nyika izununguke.+
8 Nzvimbo dzakakwirira dzokuBheti-avheni,+ icho chivi chaIsraeri,+ dzichatsakatiswa. Minzwa norukato+ zvichamera paatari dzavo.+ Vanhu vachati kumakomo, ‘Tifukidzei!’ nokuzvikomo, ‘Tiwirei!’+
16 Vakaramba vachiti kumakomo nokumatombo makuru: “Tiwirei+ mutivanze pachiso chaIye agere pachigaro choumambo+ nepahasha dzeGwayana,+