Eksodho 4:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Vanhu vakabva vatenda.+ Pavakanzwa kuti Jehovha akanga afunga+ nezvevanakomana vaIsraeri uye kuti akanga aona kutambudzika kwavo,+ vakabva vakotama, vakagwadama.+ Pisarema 106:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndiyeukei, haiwa Jehovha, muchifarira vanhu venyu.+Nditarisirei noruponeso rwenyu,+ Ruka 1:68 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 68 “Jehovha Mwari waIsraeri ngaarumbidzwe,+ nokuti afunga nezvevanhu vake+ uye avanunura.+
31 Vanhu vakabva vatenda.+ Pavakanzwa kuti Jehovha akanga afunga+ nezvevanakomana vaIsraeri uye kuti akanga aona kutambudzika kwavo,+ vakabva vakotama, vakagwadama.+
4 Ndiyeukei, haiwa Jehovha, muchifarira vanhu venyu.+Nditarisirei noruponeso rwenyu,+ Ruka 1:68 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 68 “Jehovha Mwari waIsraeri ngaarumbidzwe,+ nokuti afunga nezvevanhu vake+ uye avanunura.+