Mateu 10:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 “Uya anokugamuchirai anondigamuchirawo, uye anondigamuchira anogamuchirawo iye akandituma.+ Mako 9:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 “Munhu wose anogamuchira mumwe wevana vaduku vakadai nokuda kwezita rangu, anondigamuchira; uye munhu wose anondigamuchira, haagamuchiri ini chete, asiwo iye akandituma.”+ Johani 5:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 kuti vose vakudze Mwanakomana+ sokukudza kwavanoita Baba. Asingakudzi Mwanakomana haakudziwo Baba vakamutuma.+ Johani 13:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, Anogamuchira munhu wandinotuma anondigamuchirawo.+ Uyewo anondigamuchira, anogamuchirawo akandituma.”+
37 “Munhu wose anogamuchira mumwe wevana vaduku vakadai nokuda kwezita rangu, anondigamuchira; uye munhu wose anondigamuchira, haagamuchiri ini chete, asiwo iye akandituma.”+
23 kuti vose vakudze Mwanakomana+ sokukudza kwavanoita Baba. Asingakudzi Mwanakomana haakudziwo Baba vakamutuma.+
20 Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, Anogamuchira munhu wandinotuma anondigamuchirawo.+ Uyewo anondigamuchira, anogamuchirawo akandituma.”+