Revhitiko 19:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “‘Usatsiva+ kana kuchengetera vanakomana vevanhu vokwako mafi;+ ida wokwako sezvaunozviita.+ Ndini Jehovha. Mateu 19:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Kudza baba vako naamai vako,+ uye, Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”+ VaRoma 13:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti bumbiro remitemo rinoti, “Usaita upombwe,+ Usaponda,+ Usaba,+ Usachochora,”+ uye mimwe mirayiro yose iripo, inobatanidzwa mushoko iri rokuti, “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”+ VaGaratiya 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti Mutemo wose unozadzika+ neshoko rimwe chete, rinoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”+ Jakobho 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino, kana imi muchichengeta mutemo wamambo+ maererano norugwaro runoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita,”+ muri kuita zvakanaka kwazvo.
18 “‘Usatsiva+ kana kuchengetera vanakomana vevanhu vokwako mafi;+ ida wokwako sezvaunozviita.+ Ndini Jehovha.
9 Nokuti bumbiro remitemo rinoti, “Usaita upombwe,+ Usaponda,+ Usaba,+ Usachochora,”+ uye mimwe mirayiro yose iripo, inobatanidzwa mushoko iri rokuti, “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”+
14 Nokuti Mutemo wose unozadzika+ neshoko rimwe chete, rinoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita.”+
8 Zvino, kana imi muchichengeta mutemo wamambo+ maererano norugwaro runoti: “Ida muvakidzani wako sezvaunozviita,”+ muri kuita zvakanaka kwazvo.