Mateu 23:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 “Jerusarema, Jerusarema, muurayi wevaprofita+ neanotema nematombo+ vakatumwa kwaari,+—ndaiwanzoda sei kuunganidza vana vako, sokuunganidza kunoita huku nhiyo dzayo pasi pemapapiro ayo!+ Asi imi hamuna kuzvida.+
37 “Jerusarema, Jerusarema, muurayi wevaprofita+ neanotema nematombo+ vakatumwa kwaari,+—ndaiwanzoda sei kuunganidza vana vako, sokuunganidza kunoita huku nhiyo dzayo pasi pemapapiro ayo!+ Asi imi hamuna kuzvida.+