17 “Usachiva imba yowokwako. Usachiva mudzimai wowokwako,+ kana murandarume wake kana murandasikana wake, kana nzombe yake kana mbongoro yake, kana chero chinhu chipi zvacho chowokwako.”+
21 “‘Usachiva mudzimai wowokwako.+ Usachiva imba yowokwako noudyire, munda wake kana murandarume wake kana murandasikana wake, nzombe yake kana mbongoro yake kana chero chinhu chipi zvacho chowokwako.’+