Mateu 6:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi, zviunganidzirei pfuma kudenga,+ kusina chitemamachira kana ngura zvinodya,+ uye kusina mbavha dzinopaza dzoba. 1 Timoti 6:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 kuti vaite zvakanaka,+ kuti vapfume pamabasa akanaka,+ kuti vave norupo, vanoda kugovana,+ Jakobho 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Teererai, hama dzangu dzinodiwa. Mwari haana kusarudza varombo+ mune zvenyika kuti vapfume+ mukutenda uye vave vagari venhaka youmambo, hwaakapikira vaya vanomuda+ here?
20 Asi, zviunganidzirei pfuma kudenga,+ kusina chitemamachira kana ngura zvinodya,+ uye kusina mbavha dzinopaza dzoba.
5 Teererai, hama dzangu dzinodiwa. Mwari haana kusarudza varombo+ mune zvenyika kuti vapfume+ mukutenda uye vave vagari venhaka youmambo, hwaakapikira vaya vanomuda+ here?