Mateu 24:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 “Asi zivai chinhu chimwe chete, kuti kudai muridzi wemba akanga aziva kuti mbavha yaizouya panguva ipi yokurinda,+ angadai akaramba akamuka uye asina kubvumira imba yake kuti ipazwe. 1 VaTesaronika 5:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti imi munonyatsoziva kuti zuva raJehovha+ riri kuuya sezvinonyatsoita mbavha usiku.+ 2 Petro 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi zuva raJehovha+ richauya sembavha,+ mariri matenga achapfuura+ nokutinhira,+ asi zvinhu zvacho zvichipisa kwazvo zvichanyungudutswa,+ uye nyika+ nemabasa ari mairi zvichava pachena.+ Zvakazarurwa 16:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Tarira! Ndiri kuuya sembavha.+ Anofara ndiye anoramba akamuka+ uye anochengeta nguo dzake dzokunze, kuti arege kufamba asina kupfeka vanhu vatarire nyadzi dzake.”+
43 “Asi zivai chinhu chimwe chete, kuti kudai muridzi wemba akanga aziva kuti mbavha yaizouya panguva ipi yokurinda,+ angadai akaramba akamuka uye asina kubvumira imba yake kuti ipazwe.
10 Asi zuva raJehovha+ richauya sembavha,+ mariri matenga achapfuura+ nokutinhira,+ asi zvinhu zvacho zvichipisa kwazvo zvichanyungudutswa,+ uye nyika+ nemabasa ari mairi zvichava pachena.+
15 “Tarira! Ndiri kuuya sembavha.+ Anofara ndiye anoramba akamuka+ uye anochengeta nguo dzake dzokunze, kuti arege kufamba asina kupfeka vanhu vatarire nyadzi dzake.”+