RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 9:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Nokuti takaberekerwa mwana,+ takapiwa mwanakomana;+ uye kutonga kwomuchinda kuchava papfudzi rake.+ Achanzi Mupi weZano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi,+ Muchinda woRugare.+

  • Johani 1:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Hapana munhu akamboona Mwari chero panguva ipi zvayo;+ mwari akaberekwa ari mumwe oga+ ari panzvimbo yepachipfuva+ chaBaba ndiye akamutsanangura.+

  • Johani 10:35
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 35 Kana iye akashevedza vaya vakaunzirwa shoko raMwari kuti ‘vanamwari,’+ asi Rugwaro rusingagoni kuitwa kuti rurege kushanda,+

  • VaFiripi 2:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 uyo, kunyange zvazvo aivapo saMwari,+ haana kufunga nezvokubvuta, kureva kuti ave akaenzana naMwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe