Mateu 26:55 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 55 Muawa iyoyo Jesu akati kumapoka acho evanhu: “Mauya nemapakatwa netsvimbo semuri kurwisana negororo kuti muzondisunga here?+ Zuva nezuva ndaigara mutemberi+ ndichidzidzisa, asi hamuna kundisunga. Johani 18:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Jesu akamupindura kuti: “Ndakataura kunyika pachena. Ndaigara ndichidzidzisa mumasinagogi nomutemberi,+ munoungana vaJudha vose; hapana chandakataura pakavanda.
55 Muawa iyoyo Jesu akati kumapoka acho evanhu: “Mauya nemapakatwa netsvimbo semuri kurwisana negororo kuti muzondisunga here?+ Zuva nezuva ndaigara mutemberi+ ndichidzidzisa, asi hamuna kundisunga.
20 Jesu akamupindura kuti: “Ndakataura kunyika pachena. Ndaigara ndichidzidzisa mumasinagogi nomutemberi,+ munoungana vaJudha vose; hapana chandakataura pakavanda.