Mabasa 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Naizvozvo, murume wacho zvaakanga achiramba aina Petro naJohani, vanhu vose vakamhanyira kwavari pane rainzi vharanda raSoromoni,+ vashamiswa kwazvo. Mabasa 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvakare, zviratidzo zvizhinji nezvishamiso zvakaramba zvichiitwa nemaoko evaapostora pakati pevanhu;+ uye vose vaiva nomwoyo mumwe vari muvharanda raSoromoni.+
11 Naizvozvo, murume wacho zvaakanga achiramba aina Petro naJohani, vanhu vose vakamhanyira kwavari pane rainzi vharanda raSoromoni,+ vashamiswa kwazvo.
12 Zvakare, zviratidzo zvizhinji nezvishamiso zvakaramba zvichiitwa nemaoko evaapostora pakati pevanhu;+ uye vose vaiva nomwoyo mumwe vari muvharanda raSoromoni.+