Ruka 19:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Zvino paakasvika pedyo, akaona guta, akasvimha misodzi pamusoro paro,+ VaRoma 12:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Farai nevanhu vanofara;+ chemai nevanhu vanochema. VaHebheru 4:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti tine mupristi mukuru, kwete asingagoni kunzwira tsitsi+ kusava nesimba kwedu, asi akaedzwa muzvinhu zvose kufanana nesu, asi iye akaramba asina chivi.+
15 Nokuti tine mupristi mukuru, kwete asingagoni kunzwira tsitsi+ kusava nesimba kwedu, asi akaedzwa muzvinhu zvose kufanana nesu, asi iye akaramba asina chivi.+