Mateu 10:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Musatya+ vaya vanouraya muviri asi vasingagoni kuuraya mweya; asi ityai iye+ anogona kuparadza mweya nomuviri muGehena.+ Zvakazarurwa 12:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vakamukunda+ nokuda kweropa reGwayana+ uye nokuda kweshoko ravaipupura+ nezvaro, uye havana kuda mweya+ yavo kunyange pakutarisana norufu.
28 Musatya+ vaya vanouraya muviri asi vasingagoni kuuraya mweya; asi ityai iye+ anogona kuparadza mweya nomuviri muGehena.+
11 Vakamukunda+ nokuda kweropa reGwayana+ uye nokuda kweshoko ravaipupura+ nezvaro, uye havana kuda mweya+ yavo kunyange pakutarisana norufu.