Ruka 12:50 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 50 Chokwadi, ndine rubhabhatidzo rwokubhabhatidzwa narwo, uye ndiri kutambudzika sei kusvikira rwapera!+ Ruka 22:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 achiti: “Baba, kana muchida, bvisai kapu iyi kwandiri. Kunyange zvakadaro, kuda kwangu ngakurege kuitwa,+ asi kwenyu.”+ VaHebheru 5:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Pamazuva aakanga ari munyama, Kristu aiteterera uyewo aikumbira+ Iye aikwanisa kumuponesa parufu, achichema kwazvo+ uye achisvimha misodzi, uye akanzwiwa nokuda kwokutya kwake Mwari.+
50 Chokwadi, ndine rubhabhatidzo rwokubhabhatidzwa narwo, uye ndiri kutambudzika sei kusvikira rwapera!+
42 achiti: “Baba, kana muchida, bvisai kapu iyi kwandiri. Kunyange zvakadaro, kuda kwangu ngakurege kuitwa,+ asi kwenyu.”+
7 Pamazuva aakanga ari munyama, Kristu aiteterera uyewo aikumbira+ Iye aikwanisa kumuponesa parufu, achichema kwazvo+ uye achisvimha misodzi, uye akanzwiwa nokuda kwokutya kwake Mwari.+