Pisarema 89:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Mwana wake achagara nokusingagumi,+Uye chigaro chake choumambo chichaita sezuva pamberi pangu.+ Pisarema 110:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Jehovha akapika+ (uye haazozvidembi)+ kuti:“Iwe uri mupristi nokusingagumi+Maererano nezvakanga zvakaita Merekizedheki!”+ Isaya 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Kukura kwokutonga+ kwomuchinda wacho norugare hazvizogumi,+ pachigaro choumambo chaDhavhidhi+ nepaumambo hwake kuti ahusimbise+ kwazvo uye kuti ahutsigire nokururamisira+ uye nokururama,+ kubvira zvino kusvikira nokusingagumi. Kushingaira kwaJehovha wemauto kuchazviita.+
4 Jehovha akapika+ (uye haazozvidembi)+ kuti:“Iwe uri mupristi nokusingagumi+Maererano nezvakanga zvakaita Merekizedheki!”+
7 Kukura kwokutonga+ kwomuchinda wacho norugare hazvizogumi,+ pachigaro choumambo chaDhavhidhi+ nepaumambo hwake kuti ahusimbise+ kwazvo uye kuti ahutsigire nokururamisira+ uye nokururama,+ kubvira zvino kusvikira nokusingagumi. Kushingaira kwaJehovha wemauto kuchazviita.+