Pisarema 72:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Mumazuva ake, munhu akarurama achamera,+Uye rugare rukuru ruchavapo kusvikira mwedzi usisipo.+ Dhanieri 2:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 “Zvino mumazuva emadzimambo iwayo,+ Mwari wokudenga+ achamutsa umambo+ husingazomboparadzwi.+ Umambo hwacho hahuzopfuudzwi kune vamwe vanhu.+ Huchapwanya, hwogumisa umambo hwose uhwu,+ uye ihwo huchamira nokusingagumi;+
44 “Zvino mumazuva emadzimambo iwayo,+ Mwari wokudenga+ achamutsa umambo+ husingazomboparadzwi.+ Umambo hwacho hahuzopfuudzwi kune vamwe vanhu.+ Huchapwanya, hwogumisa umambo hwose uhwu,+ uye ihwo huchamira nokusingagumi;+