Ruka 9:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 akati kwavari: “Munhu wose anogamuchira mwana muduku uyu nokuda kwezita rangu anondigamuchirawo, uye munhu wose anondigamuchira anogamuchirawo iye akandituma.+ Nokuti anozviita muduku+ pakati penyu mose ndiye mukuru.”+ 1 Petro 5:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 musingazviiti madzishe+ pane vaya vari nhaka yaMwari,+ asi muchiva mienzaniso kuboka.+
48 akati kwavari: “Munhu wose anogamuchira mwana muduku uyu nokuda kwezita rangu anondigamuchirawo, uye munhu wose anondigamuchira anogamuchirawo iye akandituma.+ Nokuti anozviita muduku+ pakati penyu mose ndiye mukuru.”+