Johani 16:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Kusvikira panguva ino hamuna kumbokumbira chinhu chimwe chete muzita rangu. Kumbirai uye muchagamuchira, kuti mufaro wenyu uzadziswe.+ Johani 17:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Asi zvino ndiri kuuya kwamuri, uye ndiri kutaura zvinhu izvi munyika kuti vazadzwe nomufaro wangu.+ 1 Johani 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Naizvozvo tiri kunyora zvinhu izvi kuti mufaro wedu uzare.+
24 Kusvikira panguva ino hamuna kumbokumbira chinhu chimwe chete muzita rangu. Kumbirai uye muchagamuchira, kuti mufaro wenyu uzadziswe.+
13 Asi zvino ndiri kuuya kwamuri, uye ndiri kutaura zvinhu izvi munyika kuti vazadzwe nomufaro wangu.+