Johani 12:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Zvino pane kutongwa kwenyika ino; zvino mutongi wenyika ino+ achadzingwa.+ Johani 14:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Handichataurizve zvizhinji nemi, nokuti mutongi+ wenyika ari kuuya. Asi haana simba pandiri,+