RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 22:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 kuti mudye+ nokunwa patafura yangu muumambo hwangu,+ mugare pazvigaro zvoumambo+ kuti mutonge madzinza ane gumi nemaviri aIsraeri.

  • Johani 12:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Kana munhu achizondishumira, ngaanditevere, uye pandinenge ndiri ndipo pachavawo nomushumiri wangu.+ Kana munhu achizondishumira, Baba vachamukudza.+

  • 1 VaTesaronika 4:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Pashure paizvozvo isu vapenyu tiri kurarama, tichatorwa+ mumakore,+ pamwe chete navo,+ kuti tisangane+ naShe mumhepo; uye nokudaro tichava naShe nguva dzose.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe