Dheuteronomi 18:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ndichavamutsira muprofita anobva pakati pehama dzavo, akaita sewe;+ ndichaisa mashoko angu mumuromo make,+ uye achataura navo zvose zvandichamurayira.+ Mabasa 7:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 “Ndiye Mosesi akati kuvanakomana vaIsraeri, ‘Mwari achakumutsirai muprofita akaita seni anobva pakati pehama dzenyu.’+
18 Ndichavamutsira muprofita anobva pakati pehama dzavo, akaita sewe;+ ndichaisa mashoko angu mumuromo make,+ uye achataura navo zvose zvandichamurayira.+
37 “Ndiye Mosesi akati kuvanakomana vaIsraeri, ‘Mwari achakumutsirai muprofita akaita seni anobva pakati pehama dzenyu.’+