Eksodho 34:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Iye akaramba ari ikoko naJehovha kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana. Haana kudya zvokudya uye haana kunwa mvura.+ Akanyora mashoko esungano yacho pamahwendefa, iwo Mashoko Gumi.+ Numeri 12:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Murume uyu, iye Mosesi, ndiye akanga ari munhu munyoro+ kwazvo kupfuura vanhu vose vaiva panyika. Maraki 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Tarirai! Ndiri kutuma nhume yangu,+ uye ichagadzira nzira pamberi pangu.+ Ishe wechokwadi+ achangoerekana auya kutemberi yake,+ iye wamuri kutsvaka, uye nhume+ yesungano+ yamuri kufarira.+ Tarirai! Iye achauya,” Jehovha wemauto adaro.+ Mateu 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Pashure pokunge atsanya mazuva ane makumi mana nousiku hune makumi mana,+ akatanga kunzwa nzara. Mateu 11:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Takurai joko+ rangu mudzidze kwandiri,+ nokuti ndiri munyoro+ uye ndine mwoyo unozvininipisa, uye muchawana zororo+ remweya yenyu. Ruka 24:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Zvino achitangira pane Zvakanyorwa naMosesi+ nezvose Zvakanyorwa nevaprofita,+ akavadudzira zvinhu zvaiva nechokuita naye muMagwaro ose. Ruka 24:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 Zvino akati kwavari: “Aya ndiwo mashoko angu andakakutaurirai pandakanga ndichiri nemi,+ kuti zvinhu zvose zvakanyorwa mumutemo waMosesi neZvakanyorwa nevaprofita+ nomuMapisarema+ pamusoro pangu zvinofanira kuzadzika.” Johani 5:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Chokwadi, kudai maitenda Mosesi maizonditendawo, nokuti iyeye akanyora nezvangu.+
28 Iye akaramba ari ikoko naJehovha kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana. Haana kudya zvokudya uye haana kunwa mvura.+ Akanyora mashoko esungano yacho pamahwendefa, iwo Mashoko Gumi.+
3 “Tarirai! Ndiri kutuma nhume yangu,+ uye ichagadzira nzira pamberi pangu.+ Ishe wechokwadi+ achangoerekana auya kutemberi yake,+ iye wamuri kutsvaka, uye nhume+ yesungano+ yamuri kufarira.+ Tarirai! Iye achauya,” Jehovha wemauto adaro.+
29 Takurai joko+ rangu mudzidze kwandiri,+ nokuti ndiri munyoro+ uye ndine mwoyo unozvininipisa, uye muchawana zororo+ remweya yenyu.
27 Zvino achitangira pane Zvakanyorwa naMosesi+ nezvose Zvakanyorwa nevaprofita,+ akavadudzira zvinhu zvaiva nechokuita naye muMagwaro ose.
44 Zvino akati kwavari: “Aya ndiwo mashoko angu andakakutaurirai pandakanga ndichiri nemi,+ kuti zvinhu zvose zvakanyorwa mumutemo waMosesi neZvakanyorwa nevaprofita+ nomuMapisarema+ pamusoro pangu zvinofanira kuzadzika.”