Mateu 21:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Zvino apinda mutemberi, vapristi vakuru nevarume vakuru vevanhu vakauya kwaari paakanga achidzidzisa vakati:+ “Unoita zvinhu izvi nesimba ripi? Uye ndiani akakupa simba iri?”+ Mako 11:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 vakatanga kuti kwaari: “Unoita zvinhu izvi nesimba ripi? kana kuti ndiani akakupa simba iri kuti uite zvinhu izvi?”+ Ruka 20:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 vakataura zvinonzwika, vachiti kwaari: “Tiudze kuti unoita zvinhu izvi nesimba ripi, kana kuti ndiani akakupa simba iri.”+
23 Zvino apinda mutemberi, vapristi vakuru nevarume vakuru vevanhu vakauya kwaari paakanga achidzidzisa vakati:+ “Unoita zvinhu izvi nesimba ripi? Uye ndiani akakupa simba iri?”+
28 vakatanga kuti kwaari: “Unoita zvinhu izvi nesimba ripi? kana kuti ndiani akakupa simba iri kuti uite zvinhu izvi?”+
2 vakataura zvinonzwika, vachiti kwaari: “Tiudze kuti unoita zvinhu izvi nesimba ripi, kana kuti ndiani akakupa simba iri.”+