Eksodho 14:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino Mosesi akatambanudzira ruoko rwake pamusoro pegungwa;+ Jehovha akatanga kudzorera shure gungwa achishandisa mhepo yokumabvazuva ine simba usiku hwose, uye kuchinja pasi pegungwa kuva nyika yakaoma,+ uye mvura yakanga ichikamurwa.+ Eksodho 15:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mvura ine mafungu yavafukidza;+ vanyura munzvimbo dzakadzika sedombo.+ VaHebheru 11:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Nokutenda vakapfuura nomuGungwa Dzvuku sepanyika yakaoma,+ asi pavakatsunga kupindawo namo vaIjipiti vakamedzwa.+
21 Zvino Mosesi akatambanudzira ruoko rwake pamusoro pegungwa;+ Jehovha akatanga kudzorera shure gungwa achishandisa mhepo yokumabvazuva ine simba usiku hwose, uye kuchinja pasi pegungwa kuva nyika yakaoma,+ uye mvura yakanga ichikamurwa.+
29 Nokutenda vakapfuura nomuGungwa Dzvuku sepanyika yakaoma,+ asi pavakatsunga kupindawo namo vaIjipiti vakamedzwa.+