Johani 5:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Nokuti Baba havambotongi munhu, asi vakapa Mwanakomana kutonga kwose,+ Mabasa 17:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Nokuti akatara zuva raanoda kutonga+ naro nyika inogarwa, nokururama achishandisa munhu waakagadza, uye akapa vimbiso kuvanhu vose pakuti akamumutsa+ kubva kuvakafa.” VaRoma 14:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti Kristu akafa akavazve mupenyu nokuda kwaizvozvi,+ kuti ave Ishe pamusoro pavose vari vaviri, vakafa+ nevapenyu.+ 2 VaKorinde 5:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti tose tinofanira kuratidzwa pachena zvatiri pamberi pechigaro chokutonga chaKristu,+ kuti mumwe nomumwe awane mubayiro wake nokuda kwezvinhu zvakaitwa nomuviri, maererano nezvinhu zvaakaita, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.+ 2 Timoti 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndinokurayira kwazvo pamberi paMwari naKristu Jesu, achatonga+ vapenyu nevakafa,+ ndichishandisa kuratidzwa kwake pachena+ uye umambo+ hwake, 1 Petro 4:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi vanhu ava vachazvidavirira kune uya+ akagadzirira kutonga vapenyu nevakafa.+
31 Nokuti akatara zuva raanoda kutonga+ naro nyika inogarwa, nokururama achishandisa munhu waakagadza, uye akapa vimbiso kuvanhu vose pakuti akamumutsa+ kubva kuvakafa.”
9 Nokuti Kristu akafa akavazve mupenyu nokuda kwaizvozvi,+ kuti ave Ishe pamusoro pavose vari vaviri, vakafa+ nevapenyu.+
10 Nokuti tose tinofanira kuratidzwa pachena zvatiri pamberi pechigaro chokutonga chaKristu,+ kuti mumwe nomumwe awane mubayiro wake nokuda kwezvinhu zvakaitwa nomuviri, maererano nezvinhu zvaakaita, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.+
4 Ndinokurayira kwazvo pamberi paMwari naKristu Jesu, achatonga+ vapenyu nevakafa,+ ndichishandisa kuratidzwa kwake pachena+ uye umambo+ hwake,