VaFiripi 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti Mwari ndiye chapupu changu chokuti ndinokusuwai sei mose zvenyu norudo rukuru+ soruya runa Kristu Jesu. VaFiripi 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Naizvozvo, hama dzangu dzinodiwa nedzandinosuwa, mufaro wangu nekorona yangu,+ mirai makasimba+ munaShe saizvozvo, vadiwa. 1 VaTesaronika 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Asi isu, hama, patakanga tarasikirwa nemi kwenguva pfupi chete, panyama, kwete mumwoyo, takavavarira kwazvo kuona zviso zvenyu nechido chikuru kupfuura zvatinoita nguva dzose.+
8 Nokuti Mwari ndiye chapupu changu chokuti ndinokusuwai sei mose zvenyu norudo rukuru+ soruya runa Kristu Jesu.
4 Naizvozvo, hama dzangu dzinodiwa nedzandinosuwa, mufaro wangu nekorona yangu,+ mirai makasimba+ munaShe saizvozvo, vadiwa.
17 Asi isu, hama, patakanga tarasikirwa nemi kwenguva pfupi chete, panyama, kwete mumwoyo, takavavarira kwazvo kuona zviso zvenyu nechido chikuru kupfuura zvatinoita nguva dzose.+