Johani 8:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Vachipindura ivo vakati kwaari: “Baba vedu ndiAbrahamu.”+ Jesu akati kwavari: “Kana muri vana vaAbrahamu,+ itai mabasa aAbrahamu. VaGaratiya 3:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Uyewo, kana muri vanhu vaKristu, chokwadi muri vana* vaAbrahamu,+ vagari venhaka kana tichitaura nezvechipikirwa.+
39 Vachipindura ivo vakati kwaari: “Baba vedu ndiAbrahamu.”+ Jesu akati kwavari: “Kana muri vana vaAbrahamu,+ itai mabasa aAbrahamu.
29 Uyewo, kana muri vanhu vaKristu, chokwadi muri vana* vaAbrahamu,+ vagari venhaka kana tichitaura nezvechipikirwa.+