Isaya 54:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 54 “Shevedzera uchifara, iwe mukadzi ngomwa, asina kubereka!+ Fara nokushevedzera kwokufara uye pururudza,+ iwe usina kurwadziwa nokusununguka,+ nokuti vanakomana veakasiyiwa vazhinji kupfuura vanakomana vomukadzi ane murume,”+ Jehovha adaro. VaRoma 8:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino, kana tiri vana, tiri vagari venhakawo: chokwadi vagari venhaka vaMwari, asi vagari venhaka+ pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura+ pamwe chete kuti tikudzwe pamwe chete.+ VaRoma 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Uyewo ivo vose havasi vana nokuti vanonzi vana* vaAbrahamu,+ asi: “Achanzi ‘mwana wako’ achavapo nokuna Isaka.”+
54 “Shevedzera uchifara, iwe mukadzi ngomwa, asina kubereka!+ Fara nokushevedzera kwokufara uye pururudza,+ iwe usina kurwadziwa nokusununguka,+ nokuti vanakomana veakasiyiwa vazhinji kupfuura vanakomana vomukadzi ane murume,”+ Jehovha adaro.
17 Zvino, kana tiri vana, tiri vagari venhakawo: chokwadi vagari venhaka vaMwari, asi vagari venhaka+ pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura+ pamwe chete kuti tikudzwe pamwe chete.+
7 Uyewo ivo vose havasi vana nokuti vanonzi vana* vaAbrahamu,+ asi: “Achanzi ‘mwana wako’ achavapo nokuna Isaka.”+